Hiye hoye
VemuZimbabwe munochemeiko imi
mukapira midzimu inoera
Zvamunoda munozviwana, vekuZimbabwe
Mukapira midzimu inoera
Zvamunoda munozviwana
VemuZimbabwe
Wasiye waoneka
Mukwasha waoneka
Wosiye waoneka handeay ndeya....
Ndasiya ndaoneka
Wasiya waoneka mukwasha.
